Skip to content
The Believer's Library

Biblica® Open Shona Contemporary Bible 2017

1 Timothy 2 OSCB

Show OSCB only
Verse × ×
1 First of all, then, I urge that petitions, prayers, intercessions, and thanksgivings be offered for all people, Naizvozvo, pakutanga kwezvose, ndinokurayirai kuti vanhu vose vakumbirirwe, vanyengetererwe, varevererwe, vavongerwe,
2 for kings and all in authority, so we may live peaceful, quiet lives in full godliness and dignity. madzimambo navose vari kutonga, kuti tigare norugare uye norunyararo pakurarama muumwari hwose nomuutsvene.
3 This is good and pleasing to our Father, our Savior, Izvi zvakanaka uye zvinofadza Mwari muponesi wedu.
4 who wants all people to be saved and to come to know the truth. Anoda kuti vanhu vose vaponeswe uye kuti vazive chokwadi.
5 For there is one Father, and one mediator between the Father and humanity, the man Christ Jesus, Nokuti kuna Mwari mumwe chete, nomurevereri mumwe chete pakati paMwari navanhu, ndiye munhu Kristu Jesu.
6 who gave himself as a ransom for all—the testimony given at the proper time. Uyo akazvipa sorudzikinuro kuvanhu vose, uchapupu hwakapiwa panguva yakafanira.
7 For this I was made a preacher and apostle—I'm telling the truth, not lying—a teacher of the nations in faith and truth. Uye nokuda kwechikonzero ichi ndakaitwa muparidzi nomupostori, ndinokuudzai chokwadi, handisi kureva nhema, uye ndiri mudzidzisi wokutenda kwechokwadi kune veDzimwe Ndudzi.
8 I want the men in every place to pray, lifting up holy hands without anger or argument. Ndinoda kuti varume kwose kwose vasimudze maoko matsvene pakunyengetera, vasina kutsamwa kana nharo.
9 Likewise, women should dress properly, with modesty and self-control, not in braided hair, gold, pearls, or costly clothing, Ndinodawo kuti vakadzi vapfeke zvakafanira, zvakanaka zvino kuzvidzora, kwete nebvudzi rakarukwa kana negoridhe kana namaperera kana nguo dzemari zhinji,
10 but with good works, as is right for women who profess reverence for our Father. asi ngavave namabasa akanaka, sezvakafanira vakadzi vanoti vanonamata Mwari.
11 A woman should learn quietly, in full submission. Mukadzi ngaadzidze akanyarara uye nokuzviisa pasi kwose.
12 I don't allow a woman to teach or have authority over a man; instead, she should stay quiet. Handitenderi kuti mukadzi adzidzise kana kuti ave nesimba pamusoro pomurume; anofanira kunyarara.
13 For Adam was formed first, then Eve. Nokuti Adhamu ndiye akatanga kuumbwa, tevere Evha.
14 And Adam was not deceived, but the woman was deceived and became a transgressor. Uye Adhamu haasi iye akanyengerwa; mukadzi ndiye akanyengerwa akava mutadzi.
15 But she will be saved through childbearing, if they remain in faith, love, holiness, with self-control. Asi vakadzi vachaponeswa nokubereka vana kana vachirambira mukutenda, murudo noutsvene, uye nokuzvidzora.
FHB

Scripture from Father’s Heart Bible™. © 2026 Spirit Media Publishing, the imprint of Spirit Media Inc. All rights reserved. In Divine Voice™ Color, the words spoken by our Father show in blue, the words of the Son in red, and the words of the Spirit in purple.

OSCB

Biblica® Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi™ Kopakodzero © 2005, 2018 ne Biblica, Inc. Biblica® Open Shona Contemporary Bible™ Copyright © 2005, 2018 by Biblica, Inc.
Biblica® Open Shona Contemporary Bible 2017 · Creative Commons - Attribution-ShareAlike [CC BY-SA]