Skip to content
The Believer's Library

KoreKore Bible Translation

2 Timothy 3 KBT

Show KBT only
Verse × ×
1 But understand this: in the last days there will come times of difficulty. Asi unzvitsitse kuti mumazuva yokupedzisira kuchava nonguwa inotambudza.
2 For people will be self-lovers, money-lovers, boastful, arrogant, abusive, disobedient to parents, ungrateful, unholy. Nokuti vanhu vachava vanozvida, vanoda mari, vanozvitutumadza, vanobatana uyanga, vanoshora Mwari, vasingateerere vabereki, vasingatende, novasiri vatsvene,
3 Heartless, unforgiving, slanderous, without self-control, brutal, hating what is good, vasinai rudo, vasingaregerere, vanofudza vabiyavo, vasingazvidzore, vanochisa, vanovenga zvidonaka,
4 treacherous, reckless, swollen with conceit, lovers of pleasure rather than lovers of our Father. vatengesi, vasinai hanya, vadooma musoro, vanoda mafaro kukunda kuda Mwari
5 They keep the shape of devotion to God but deny its power—turn from them. vanomufananidzo wokunamata asi vachiramba simba racho. Siyana novanhu vadodaro.
6 For among these are those who slip into homes and trap weak women weighed down with sins, driven by various desires. Ndava pakati pavo panovamwe vanoverevedza vachipinda mudzimba, vachipenzveredza vanhukadzi vadoremehwa nozvitadzo, futi vanopupurutsiwa vachigwididzihwa nokuchiva kwavo kudosiyana siyana.
7 Always learning but never able to come to a knowledge of the truth. Vakadzi vakareva vanombondodzidza asi havasvike pakuziva chokwadi.
8 As Jannes and Jambres opposed Moses, these also oppose the truth—minds corrupted, disqualified regarding the faith. Fanike zvidoitiwa naJenesi naJamburesi vadopikisa Mozisi, saizvozvo vadzidzisi vakareva vanopikisawo chokwadi. Vanhu vadoora mupfungwa, vadoramba kutenda.
9 But they won't get far, for their foolishness will be clear to all, as with those two men. Asi hapanai kwavachasvika, ndava udzenga hwavo huchabuda pachenu kuno vese, fanike zvidoitika kuno varume vairi vakarevo.
10 You, however, have followed my teaching, conduct, purpose, faith, patience, love, endurance, Zvino iwewe unoziva kudzidzisa kwangu kwese, unhu hwangu, chinangwa changu muupenyu, kutenda kwangu, mwoyo murefu wangu, rudo rangu, kutsungirira kwangu,
11 my persecutions and suffering—at Antioch, at Iconium, at Lystra, what persecutions I endured! Yet the Lord rescued me from them all. kutambudziwa kwangu, kudzimbikana kwangu, zvidondiwira kuAndiyoki, kuIkoniyamu nokuRisitira, kutambudziwa kwandidotsungirira makuri. Asi Ishe vadondihwira kuno zvese.
12 Indeed, all who desire to live a godly life in Christ Jesus will be persecuted, Zvino vese vanoda kurarama upenyu hwoumwari muna Khirisitu Jesu vachatambudziwa,
13 while evil people and impostors will go on from bad to worse, deceiving and being deceived. asi vanoita zvidoipa novanyengeri vachanyanyitsa kuipa, vachinyengedza nokunyengedzewa ivo.
14 But you—stay with what you learned and became convinced of, knowing from whom you learned it, Asi iwewe enderera pamberi nokuita zvaudodzidza uchibatitsitsa nozvaudotendesewa, uchiziva kuti mbani adokufundisa zvakarezvo,
15 and that from infancy you have known the sacred writings, able to make you wise for salvation through faith in Christ Jesus. kuti kubva paucheche hwako udoziva magwaro matsvene, yanogona kukurairira kuruponiso kuburikidza nokutenda kuri muna Khirisitu Jesu.
16 All Scripture is breathed out by our Father—useful for teaching, exposing wrong, correcting, and training in right living, Magwaro yese yadofemehwa naMwari, futi yanobatsira kudzidzisa, kutsiura, kunhadzirisa, nokupingudza mukururama,
17 so that the person of our Father may be complete, equipped for every good work. kuti munhu waMwari ave adokwana zvizere, adonhadzirihwa basa rese ridonaka.
FHB

Scripture from Father’s Heart Bible™. © 2026 Spirit Media Publishing, the imprint of Spirit Media Inc. All rights reserved. In Divine Voice™ Color, the words spoken by our Father show in blue, the words of the Son in red, and the words of the Spirit in purple.

KBT

The Word for The World International
KoreKore Bible Translation · Creative Commons - Attribution-ShareAlike [CC BY-SA]